This week is one of those where I am not sure what it is I accomplished. Not that I did not do anything. I guess I can blame it on …
Nhasi ndanga ndichingoverenga kubva muma”websites” akasiyana siyana, ndanga ndichitsvaka mabhuku nenyaya akanyorwa neChiShona. Kuchikoro Shona yaindinetsa, ndakaipasa neburi yetsono asi ndinofarira kuverenga mabhuku eShona. Shamwari yangu kubva tiri vadiki Florence …